Show Bookstore Categories

mavara eshato

mavara eshato

ByKudzanai Madubo

Usually printed in 3 - 5 business days
Munoziva muhupenyu pane zvimwe zvatinosangana nazvo zvinotirwadza, asi zvichitidzidzisa mukurarama. Moyo muti unomera paunoda asi uyo waunoti ndiye wako haasi nyangwe uchimuda. Ungaedza nepaunogona kumuratidza asi kana zvisina kufanira kuti zviitike nyangwe tikatevedzera mwoyo yedu dzimwe nguva zvirinani usiyane nazvo. Tamani akarasisa Amos, Zvinova zvakaita kuti Amos azobatwa nemwoyo wakaipa zvikakonzera tsaona. Amos haana kuzombobvira akazonzwa nezvaTamani zvekare chero mutumbi wake haana kuuratidzwa. Akangonzwa aive afa uye vachitsvaga umbowo we DNA kuti vazive kuti ndiye here, akangorova zvakadaro. Amos akakwanisa kubuda kuenda South African kuCapetown. Akange ava munhu anofara nekuda kwekushanduka kwainge kwaita hupenyu hwake, akatangisa hupenyu hutsva zvekare apo akange vazopinda musvitsa tsvene na Sharon.

Details

Publication Date
Mar 28, 2022
Language
Shona
ISBN
9781458317261
Category
Fiction
Copyright
All Rights Reserved - Standard Copyright License
Contributors
By (author): Kudzanai Madubo

Specifications

Pages
25
Binding Type
Hardcover Case Wrap
Interior Color
Black & White
Dimensions
A5 (5.83 x 8.27 in / 148 x 210 mm)

Ratings & Reviews

1 rating