Kuseura Wapota Nechirugu

Kuseura Wapota Nechirugu

ByTheophilus Andrew Mahuni

This ebook may not meet accessibility standards and may not be fully compatible with assistive technologies.
BaFuture anopinda nyakanyaka yokuzorwa dovi pamuromo semuteyo weavo vaimuvhima. Wepamoyo anokandwa pakati peupenyu hwake semambure okumuruka kuti ave imbwa yavo. Kuseura wapota nechurugu rungano rwemhiribidi negurukudyungu inopinda BaFuture mukuedza kuzvitakanura murukato rwavakanga vasoserwa. Kusangana kweMadonzvo muutapwa nemhandara Samantha kuchabatsira here BaFuture kuzvinunura mumaoko ezvimbwasungata?Aizokunda here kubata mhondi dzechipondamwoyo chake? BaFuture aizokunda here kubata avo vakanga vamuzora madhaka kumeso nemuviri wese? Theophilus Andrew Mahuni anoruka rungano urwu zvineunyanzvi neunyezinyekete hunoyevedza nokuvaraidza pfungwa, kudzidzisa nokuchenjedza pamwe chete. Munekufiwa, munerudo, munekuzorwa nevagoni zvavo. Batai bhuku muvarairwe nehutesve hwaBaFuture.

Details

Publication Date
Sep 24, 2019
Language
Shona
ISBN
9780359938490
Category
Fiction
Copyright
All Rights Reserved - Standard Copyright License
Contributors
By (author): Theophilus Andrew Mahuni

Specifications

Format
EPUB

Ratings & Reviews