Mai vaGeorge vakanga vari foromani pabasa pavo pakambani yembatya apo pavaiswera vakamira zuva rose. Nokudaro, kuchengetedza tsoka dzavo uye makumbo chinhu chakanga chakanyanyokosha zvikuru kuti vakwanise kuramba vachienda pabasa. Mwana wavo George akanga achangodzidza pamusoro pekuchengetedza tsoka zvakanaka uye kucheka nzara zvinotarisirwa apo mai vake vakanyanyocheka nzara dzavo kusara dzava diki diki zvakazoita kuti vazvimbe chigumwe. Mai vake vakatanga kwarwadziwa zvakanyanya kusvika pakutsvaga nzira yokugadzirisa dzambudziko ravo.
Details
- Publication Date
- Apr 23, 2022
- Language
- Shona
- ISBN
- 9781435782693
- Category
- Children's
- Copyright
- All Rights Reserved - Standard Copyright License
- Contributors
- By (author): Trey Li
Specifications
- Pages
- 39
- Binding Type
- Paperback Perfect Bound
- Interior Color
- Color
- Dimensions
- US Trade (6 x 9 in / 152 x 229 mm)