MISODZI YEMWAKA WAKAOMA

MISODZI YEMWAKA WAKAOMA

ParDivine Chauke

Cet ebook peut ne pas être conforme aux normes d'accessibilité et ne pas être totalement compatible avec les technologies d'assistance.
MISODZI YEMWAKA WAKAOMA Zviitiko zveupenyu mucherechedzo wemwaka nekuti mwaka wega wega unenguva yekuvapo nekupfuura . Umwe neumwe anorarama mumwaka wakatarirwa upenyu hwake . Kune mwaka munyoro nemwaka wakaoma . Muupenyu pane vanorarama mumwaka iyi iri miviri . Hupenyu hwavo hunotanga nekuvava pedzisire nekutapira kana kuti hunotapira pakutanga mhedzisiro hwovava semhiripiri nyoro . Kouyawo avo vanorarama mumwaka umwechete pasina sanduko kudzimara murufu . Hupenyu hwaLucy hwakatongwa pakuru nemwaka wakaoma . Zvaakapinda nemazviri , zvaakaona , zvaakanzwa pamwechete nezvaakaita zvese zvakava zviyero zvemwaka wakaoma . Misodzi inova nzira hombe yekudurura nayo shungu ndiko kwakava kudya kwake munhoroondo yehwake upenyu .

Détails

Date de publication
Jul 22, 2023
Langue
English
Catégorie
Jeunes adultes
Copyright
Tous droits réservés - Licence de copyright standard
Contributeurs
Par (auteur): Divine Chauke

Caractéristiques

Format
EPUB

Notes & Avis