MISODZI YEMWAKA WAKAOMA
This ebook may not meet accessibility standards and may not be fully compatible with assistive technologies.
MISODZI YEMWAKA WAKAOMA
Zviitiko zveupenyu mucherechedzo wemwaka nekuti mwaka wega wega unenguva yekuvapo nekupfuura . Umwe neumwe anorarama mumwaka wakatarirwa upenyu hwake . Kune mwaka munyoro nemwaka wakaoma . Muupenyu pane vanorarama mumwaka iyi iri miviri . Hupenyu hwavo hunotanga nekuvava pedzisire nekutapira kana kuti hunotapira pakutanga mhedzisiro hwovava semhiripiri nyoro . Kouyawo avo vanorarama mumwaka umwechete pasina sanduko kudzimara murufu .
Hupenyu hwaLucy hwakatongwa pakuru nemwaka wakaoma . Zvaakapinda nemazviri , zvaakaona , zvaakanzwa pamwechete nezvaakaita zvese zvakava zviyero zvemwaka wakaoma . Misodzi inova nzira hombe yekudurura nayo shungu ndiko kwakava kudya kwake munhoroondo yehwake upenyu .
Details
- Publication Date
- Jul 22, 2023
- Language
- English
- Category
- Young Adult
- Copyright
- All Rights Reserved - Standard Copyright License
- Contributors
- By (author): Divine Chauke
Specifications
- Format
- EPUB